Mabasa Avapostori 24:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvisinei hazvo, ndinobvuma kuti ndinonamata Mwari wamadzibaba edu somuteveri weNzira, yavanoti yakatsauka. Ini ndinotenda zvinhu zvose zvinobvumirana nomutemo uye nezvakanyorwa muvaprofita,

Mabasa Avapostori 24

Mabasa Avapostori 24:13-17