Mabasa Avapostori 23:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati kwaari, “ndichazonzwa nyaya yako kana vanokupomera vasvika.” Ipapo akarayira kuti Pauro achengetwe navarindi vomumuzinda waHerodhi.

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:29-35