Mabasa Avapostori 23:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murume uyu akabatwa navaJudha uye vakanga voda kumuuraya, asi ini ndakabva ndasvika navarwi vangu ndikamununura, nokuti ndakanga ndanzwa kuti muRoma.

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:20-29