Mabasa Avapostori 23:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musavanzwa, nokuti pana vamwe vavo vanopfuura makumi mana vakamuvandira. Vakatozvisunga nemhiko kuti varege kudya kana kunwa kusvikira vamuuraya. Vakatogadzirira izvozvi, vakamirira kubvuma kwenyu chikumbiro chavo.”

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:18-25