Mabasa Avapostori 23:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akaenda naye kumukuru wavarwi.Mukuru wezana akati, “Pauro, musungwa uya, andidaidza akandikumbira kuti ndiuye nejaya iri, kwamuri nokuti rine zvarinoda kukuudzai.”

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:14-22