Mabasa Avapostori 23:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akatarisisa kuDare Guru ravaJudha akati kwavari, “Hama dzangu, ini ndakaita basa rangu kuna Mwari nehana yakanaka kusvikira zuva ranhasi.”

Mabasa Avapostori 23

Mabasa Avapostori 23:1-8