Mabasa Avapostori 22:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

sezvandingapupurirwawo nomuprista mukuru namakurukota ose. Ndakapiwa matsamba aibva kwavari okuenda nawo kuhama dzavo dzaiva muDhamasiko, ndikaenda ikoko kuti ndinouya navanhu ava kuJerusarema savasungwa kuti vazorangwa.

Mabasa Avapostori 22

Mabasa Avapostori 22:1-15