Mabasa Avapostori 22:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

mukuru wavarwi akarayira kuti Pauro aendeswe kudzimba dzavarwi. Akarayira kuti arohwe uye abvunzwe kuitira kuti vazive kuti nemhaka yei vanhu vakanga vachimupopotera kudai.

Mabasa Avapostori 22

Mabasa Avapostori 22:20-30