Mabasa Avapostori 22:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ipapo akati, ‘Mwari wamadzibaba edu akusarudza iwe kuti uzive kuda kwake uone Iye Akarurama uye unzwe mashoko anobva mumuromo make.

Mabasa Avapostori 22

Mabasa Avapostori 22:13-19