Mabasa Avapostori 22:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Murume ainzi Ananiasi akauya kuzondiona. Akanga akazvipira pakunamata Mwari nokucherechedza murayiro uye aikudzwa zvikuru navaJudha vose vaigaramo.

Mabasa Avapostori 22

Mabasa Avapostori 22:5-13