“Ndakabvunza ndikati, ‘Munoda kuti ndiiteiko Ishe?’“Ishe akati, ‘Simuka, upinde muDhamasiko. Imomo ndimo mauchandoudzwa zvose zvawakatarirwa kuti uite.’