Mabasa Avapostori 21:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati apiwa mvumo nomukuru wavarwi, Pauro akamira pamatanho akaninira vanhu noruoko rwake. Uye vakati vanyarara vose, akati kwavari nechiHebheru:

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:39-40