Mabasa Avapostori 21:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varwi pavakanga vava kuda kupinza Pauro mudzimba dzavarwi, akakumbira mukuru wavarwi akati, “Ndingataurawo nemi here?”Iye akati, “Unotaura chiGiriki here?

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:29-40