Mabasa Avapostori 21:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukuru wamauto akauya akasunga Pauro uye akarayira kuti asungwe nengetani mbiri. Ipapo akamubvunza kuti akanga ari ani uye kuti akanga aitei.

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:30-35