Mabasa Avapostori 21:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vachishevedzera vachiti, “Varume veIsraeri, tibatsirei! Uyu ndiye murume anodzidzisa vanhu kwose kwose zvinopesana navanhu vokwedu, murayiwo wedu uye nenzvimbo ino. Zvisati zviri izvozvo zvoga, akapinza vaGiriki muruvanze rwetemberi akasvibisa nzvimbo iyi tsvene.”

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:24-31