Mabasa Avapostori 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tora varume ava, ubatane navo pakuzvinatsa kwavo uye iwe ugovaripira, kuti vaveurwe misoro yavo. Ipapo munhu wose achaziva kuti hapana chokwadi pane zviri kurehwa pamusoro pako, asi kuti iwe pachako unoteerera murayiro.

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:18-28