Mabasa Avapostori 21:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Pauro akapindura akati, “Seiko muchichema uye muchirwadzisa mwoyo wangu? Ini ndakagadzirira kwete kusungwa kwoga, asi kufawo muJerusarema nokuda kwezita raIshe Jesu.”

Mabasa Avapostori 21

Mabasa Avapostori 21:3-15