Mabasa Avapostori 20:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pawindo pakanga pagere jaya rainzi Yutiko, uyo akanga abatwa nehope huru sezvo Pauro akanga achingoramba achitaura. Paakanga anyatsobatwa nehope akawira pasi achibva paimba yechitatu yapamusoro akazonongwa afa.

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:1-15