Mabasa Avapostori 20:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi takazokwira chikepe kubva kuFiripi shure kwoMutambo weZvingwa Zvisina Mbiriso, uye shure kwamazuva mashanu takazobatana navamwe paTroasi, apo patakazogara kwamazuva manomwe.

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:1-16