Mabasa Avapostori 20:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mune zvose zvandakaita, ndakakuratidzai kuti namabatiro akaoma aya, tinofanira kubatsira vasina simba, tichirangarira mashoko aShe Jesu pachake paakati, ‘Kupa kwakaropafadzwa kupfuura kugamuchira.’ ”

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:27-38