Mabasa Avapostori 20:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uko kwaakandogara kwemwedzi mitatu. Nokuda kwokuti vaJudha vakanga vaita rangano yakaipa pamusoro pake paakanga oda kukwira chikepe kuti aende kuSiria, akafunga kudzokerazve nokuMasedhonia.

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:1-5