Mabasa Avapostori 20:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika, akati kwavari, “Imi munoziva kuti ndakagara sei nemi panguva yose yandaiva nemi, kubvira pazuva rokutanga randakasvika munyika yeEzhia.

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:9-28