Mabasa Avapostori 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akanga afunga zvokupfuura napaEfeso nechikepe achiitira kuti vasapedza nguva vari munyika yeEzhia nokuti akanga achimhanyira kusvika kuJerusarema, kana zvaibvira, nezuva rePendekosti.

Mabasa Avapostori 20

Mabasa Avapostori 20:13-26