Mabasa Avapostori 19:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vamwe vavo vakaomesa mwoyo yavo; vakaramba kutenda uye vakatsoropodza Nzira iyo pamberi pavanhu. Saka Pauro akabva pavari. Akatsaura vadzidzi akaenda navo pamwe chete akandoita hurukuro navo zuva rimwe nerimwe pachikoro chaTirano.

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:3-17