Mabasa Avapostori 19:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakarepo guta rose rakanyonganiswa. Vanhu vakabata Gayo naAristakusi, shamwari dzaPauro dzaaifamba nadzo dzaibva kuMasedhonia, vakamhanya navo nomwoyo mumwe vakapinda navo munhandare.

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:21-33