Mabasa Avapostori 19:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akavaunganidza vose, pamwe chete navabati vaishanda mabasa akadaro, akati kwavari, “Varume, imi munoziva kuti takanga tichiwana pfuma yakanaka nebasa iri.

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:17-28