Mabasa Avapostori 19:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akavabvunza akati, “Makagamuchira Mweya Mutsvene here pamakatenda?”Ivo vakapindura vakati, “Kwete, hatina kutongonzwa kuti kune Mweya Mutsvene isu.”

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:1-11