Mabasa Avapostori 19:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo munhu akanga ane mweya wakaipa akasvetukira pavari akavakurira vose. Akavarova zvokuti vakamhanya vachibuda mumba vasina kupfeka uye vachibuda ropa.

Mabasa Avapostori 19

Mabasa Avapostori 19:13-17