Mabasa Avapostori 18:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti pakutaurirana, akapikisa vaJudha zvine simba pamberi pavanhu, achiratidza kubva muMagwaro kuti Jesu ndiye Kristu.

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:18-28