Mabasa Avapostori 18:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakasvika paEfeso, Pauro akasiya Pirisira naAkwira ipapo. Iye pachake akapinda musinagoge akataurirana navaJudha.

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:15-24