Mabasa Avapostori 18:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pauro akati oda kutaura, Gario akati kuvaJudha, “Kana imi vaJudha manga muchinyunyuta pamusoro pemhosva yezvisakarurama kana kutadza kwakaipisisa, zvainge zviri nyore kwandiri kuti ndikuteererei.

Mabasa Avapostori 18

Mabasa Avapostori 18:12-18