Mabasa Avapostori 17:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akarega hake kurangarira nguva dzakare dzokusaziva kwakadai, asi zvino anorayira vanhu vose kwose kwose kuti vatendeuke.

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:28-34