Mabasa Avapostori 17:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwari akaita izvi kuitira kuti vanhu vagomutsvaka kuti zvimwe vangamuwana, kunyange zvake asiri kure nomumwe nomumwe wedu.

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:24-28