Mabasa Avapostori 17:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Pauro akasimuka mumusangano weAreopagasi akati, “Varume veAtene! Ndinoona kuti panzira dzose muri vanhu vechitendero zvikuru.

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:12-30