Mabasa Avapostori 17:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaJudha vokuTesaronika vakati vanzwa kuti Pauro akanga achiparidza shoko raMwari paBheria, vakaendazve ikoko, vakakurudzira uye vakakuchidzira bope pakati pavanhu vazhinji.

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:7-14