Mabasa Avapostori 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaBheria vakanga vane tsika dzakanaka kupfuura vaTesaronika, nokuti vakagamuchira shoko nemwoyo inodisisa uye vachinzvera Magwaro zuva rimwe nerimwe kuti vaone kana zvairehwa naPauro zvaiva izvo.

Mabasa Avapostori 17

Mabasa Avapostori 17:8-21