Mabasa Avapostori 16:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vasvika pamuganhu weMisia, vakaedza kupinda muBhitinia, asi Mweya waJesu hauna kuvabvumira.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:6-10