Mabasa Avapostori 16:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muchengeti wetorongo akamuka, uye paakaona masuo etorongo azaruka akavhomora munondo wake uye akada kuzviuraya nokuti akafunga kuti vasungwa vakanga vapunyuka.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:19-32