Mabasa Avapostori 16:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokurohwa zvikuru, vakaiswa mutorongo, uye muchengeti wetorongo akarayirwa kuti avachengetedze kwazvo.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:16-26