Mabasa Avapostori 16:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaramba achiita izvi kwamazuva mazhinji. Pakupedzisira Pauro akashushikana zvikuru zvokuti akatendeuka akati kumweya uyu, “Muzita raJesu Kristu ndinokurayira kuti ubude maari!” Nenguva yakare iyoyo mweya wakabva maari.

Mabasa Avapostori 16

Mabasa Avapostori 16:8-26