Mabasa Avapostori 15:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwehurukuro huru, Petro akasimuka akati, “Hama dzangu, munoziva imi kuti nguva dzakare Mwari akandisarudza pakati penyu kuti vaHedheni vanzwe shoko revhangeri rinobva pamiromo yangu vagotenda.

Mabasa Avapostori 15

Mabasa Avapostori 15:1-16