Mabasa Avapostori 15:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vapostori navakuru, nekereke yose, vakafunga kusarudza vamwe varume pakati pavo kuti vagovatuma kuAndioki pamwe chete naPauro naBhanabhasi. Vakasarudza Judhasi (ainzi Bhanabhasi) naSirasi, varume vaviri ava vakanga vari vatungamiri pakati pehama.

Mabasa Avapostori 15

Mabasa Avapostori 15:12-31