Mabasa Avapostori 14:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

MuRistira maigara mumwe murume akanga ari mhetamakumbo, akanga ari chirema kubva pakuberekwa kwake uye akanga asina kumbofamba.

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:1-9