Mabasa Avapostori 14:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vamwe vaJudha vaibva kuAndioki nokuIkoniamu vakauya vakasvikopindura mwoyo yavanhu vazhinji ava. Vakataka Pauro ndokumuzvuzvurudzira kunze kweguta, vachifunga kuti afa.

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:16-20