Mabasa Avapostori 14:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi haana kusiya pasina zvingamupupurira: Akakuitirai tsitsi nokukupai mvura inobva kudenga nezvirimwa nenguva yazvo; akakupai zvokudya zvakawanda uye akazadza mwoyo yenyu nomufaro.”

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:14-20