Mabasa Avapostori 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Varume, munoitireiko izvi? Isuwo tiri vanhu semi, vanhuwo zvavo semi. Tinokuparidzirai mashoko akanaka, tichikuudzai kuti mubve pazvinhu izvi zvisina maturo mudzokere kuna Mwari mupenyu, akaita denga nenyika negungwa nezvinhu zvose zviri mukati mazvo.

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:14-25