Mabasa Avapostori 14:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista waZeusi aiva netemberi yake yakanga iri kunze kweguta, akauya nehando namaruva kumasuo eguta nokuti iye navanhu vazhinji vaida kupa zvibayiro kwavari.

Mabasa Avapostori 14

Mabasa Avapostori 14:12-19