Mabasa Avapostori 13:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Pauro naBhanabhasi vakavapindura vasingatyi vakati, “Zvanga zvakafanira kuti titaure shoko raMwari kwamuri imi kutanga. Sezvo mariramba uye mukasazviona savanhu vakafanira upenyu husingaperi, tava kuenda zvino kuvaHedheni.

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:44-52