Mabasa Avapostori 13:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungano yakati yapararira, vazhinji vavaJudha navamwe vakanga vatendeukira kuchiJudha vakatevera Pauro naBhanabhasi, ivo vakataura navo uye vakavakurudzira kuti varambe vari munyasha dzaMwari.

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:39-46