Mabasa Avapostori 13:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Tarirai imi vaseki,mushamiswe uye muparare,nokuti ndiri kuzoita chimwe chinhu pamazuva enyu chamusingazombotendi,kunyange dai mumwe munhu akakuudzai.’ ”

Mabasa Avapostori 13

Mabasa Avapostori 13:37-51